Handina kuzviisa mupfungwa nekuti vasikana vanotamba bhora remadzimai vanombodaro." Atizve, "Asi paakazosvika Fomu 3 ndipo pandakatanga kuona kuti mapfekero ake, kutaura, mafambiro, neshamwari dzake dzaingova vakomana chete- zvainge zvisisiri zvega. Ndakamboedza kurova nekutsiura ...